1
1 Timoti 5:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Kana munhu asingachengeti hama dzake, zvikuru vemhuri yokwake, munhu akadaro atorasa chitendero chake uye akatoipa kupinda asingatendi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
1 Timoti 5:1
Usatsiure munhu mukuru zvehasha asi nyatsotaura naye sababa, varume vadiki vabate savanun'una vako
3
1 Timoti 5:17
Vakuru vakuru vanotungamirira sangano zvakanaka ngavaremekedzwe zvakapetwa kaviri zvikuru avo vanoita basa rokuparidza nerokudzidzisa
4
1 Timoti 5:22
Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo