1
Kutsinhira Mutemo 23:23
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Nyatsoita nomazvo zvaunenge wataura nomuromo wako nokuti wakatsidzira Tenzi Mwari wako mhiko nomuromo wako pasina kumanikidzwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Kutsinhira Mutemo 23:21
“Kana watsidzira Tenzi Mwari wako mhiko usazorega kuita zvaunenge watsidza nokuti Tenzi Mwari wako anotarisira kuti utoita chete zvawakatsidza ukarega kuzviita chatova chitadzo.
3
Kutsinhira Mutemo 23:22
Asi ukarega kupika mhiko hachisi chitadzo kwauri.