Dhavhidhi akarangarira mashoko iwayo mumwoyo make, akatya kwazvo Akishi mambo weGati. Akashandura mugarire wake pamberi pavo, akazviita sebenzi pakati pavo, akakwara‐kwara pamagonhi esuo, akarega mate ake achisiririka pandebvu dzake.
Verenga chikamu 1 Samueri 21
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Samueri 21:12-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo