Mazwi aya akarovesa hana Dhavhidhi akabva ava kutya kwazvo Akishi mambo weGati. Nokudaro akabva apindura maitiro ake woita zvake somunhu anopenga vachitoita wokutobata. Akamara-mara magonhi esuo guru, achirwedza rute pandebvu dzake.
Verenga chikamu 1 Samueri 21
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Samueri 21:12-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo