Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 21:12-13

1 Samueri 21:12-13 BDSC

Dhavhidhi akaisa mashoko aya mumwoyo make uye akatya Akishi mambo weGati zvikuru. Saka akazviita benzi pamberi pavo; uye paakanga ari mumaoko avo akazviita somunhu anopenga, achikwara-kwara pamakonhi esuo uye achirega mate achisiririkira pandebvu dzake.