Jehovha achakuchengeta pazvakaipa zvose; Achachengeta mweya wako. Jehovha achakuchengeta pakubuda kwako napakupinda kwako, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
Verenga chikamu Mapisarema 121
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 121:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo