TENZI achakudzivirira kune zvakaipa zvose achachengeta upenyu hwako. TENZI achakuchengeta kubvira paunobuda kusvika paunodzoka kubvira zvino nokusingaperi.
Verenga chikamu Nziyo 121
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 121:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo