Ruka 13:24
Ruka 13:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Vavarirai kupinda napamusuo wakamanikana, nokuti ndinokutaurirai kuti, vazhinji vachaedza kupinda asi vachakundikana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 13Ruka 13:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Rwisai chaizvo kuti mupinde napasuo rakamanikana, nokuti ndinoti vazhinji vachaedza kupinda asi havangagoni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 13Ruka 13:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Irwai kupinda nesuo rakamanikana; nokuti vazhinji, ndinoti kwamuri, vachatsvaka kupinda, asi havangagoni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 13