1
I Johane 1:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ticiɀireʋurura ɀiʋi ɀeɗu, iye wakatendeka wakarurama, nokuɗaro kuti unotikaŋganwira ɀiʋi ɀeɗu, nokutinatsa pakusakarurama kwose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I Johane 1:7
asi kana ticifamba muciedza, saiye ari paciedza, tinoyanana isu; neropa raJesu Kristu, Mŋanakomana wake, rinotinatsa paɀiʋi ɀose.
3
I Johane 1:8
Kana ticiti, hatineɀiʋi, tinoɀinyeŋgera, ɀokwaɗi haizi matiri.
4
I Johane 1:5-6
Heyi mharidzo yatakanzwa kwaari, yatinokuparidzirai ʋo, kuti Mŋari ciedza, hamunerima maari. Kana ticiti, tinoyanana naye, ticifamba murima, tinoreʋa nhema, hatiiti ɀokwaɗi
5
I Johane 1:10
Kana ticiti, hatina‐kutadza, tinomuita mureʋi wenhema, neshoko rake harizi matiri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo