1
Maɓasa Aʋaapostora 14:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Ʋarume, munoitireiko iɀoɀi? Nesu tiri ʋanhu semi ʋo; tinokuparidzirai mashoko akanaka, kuti mubve panaiɀoɀo ɀisinamaturo, mutendeʋukire kunaMŋari mupenyu wakaita ɗeŋga napasi, neguŋgwa, neɀose ɀiri mukati maɀo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Maɓasa Aʋaapostora 14:9-10
Iye wakanzwa Pauro acitaura; ɀino iye wakati acimutarisisa, akaʋona kuti unokutenda kuti uŋgaporeswa, akati nenzwi guru: Mira kwaɀo netsoka dzako. Iye akavazuka, akafamba.
3
Maɓasa Aʋaapostora 14:23
Ʋakaʋasanaŋgurira ʋakuru pakereke imŋe neimŋe, ʋakanyeŋgetera, ʋaciɀinyima ɀokudya, ʋakaʋaisa kunaShe, waʋaitenda.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo