1
Isaya 19:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti Jehova wehondo wakaʋaropafadza, aciti: ƲaEgipita, ʋanhu ʋaŋgu, naʋaAsiria, ɓasa ramaʋoko aŋgu, naʋaIsraeri, nhaka yaŋgu, ŋgaʋaropafadzwe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 19:20
Ɀicaʋa ciratidzo necapupu caJehova wehondo panyika yeEgipita; nokuti ʋacaɗanidzira kunaJehova nemhaka yaʋamanikidzi, ucaʋatumira muponesi nomurwiri, iye ucaʋaponesa.
3
Isaya 19:1
Cireʋo pamsoro peEgipita. Tarirai, Jehova wakataȿa gore rinomhanya, wosweɗera Egipita; ɀifananidzo ɀeEgipita ɀicaɗeɗera pamberi pake, nomŋoyo weEgipita ucanyauka mukati mawo.
4
Isaya 19:19
Nezuʋa iro pakati penyika yeEgipita pacaʋa neartari kunaJehova, nembiru pamuganho waro kunaJehova.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo