1
1 Madzimambo 22:22
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Tenzi akabva auti, ‘Unondomufurira sei?’ Iwo ndokuti, ‘Ndinoenda zvangu ndondova mweya wokunyepa mumuromo yavaporofita vake vose.’ Iye ndokuti, ‘Enda undomufurira uchazvigona. Chienda uite saizvozvo.’
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
1 Madzimambo 22:23
Naizvozvo chinzwai Tenzi aisa mweya wokunyepa mumuromo yavaporofita venyu vose. Pamatemerwa naTenzi pakaoma.”
3
1 Madzimambo 22:21
Ndokubva kwauya mumwe mweya ukamira pana Tenzi ukati, ‘Ini zvangu ndinondomufurira.’
4
1 Madzimambo 22:20
Tenzi ati, ‘Ndiyani angaende zvake akafurira Ahabhu kuti aende kuguta reRamoti kuGireadhi andopararirako?’ Vadomatoma vachitaura twakasiyana-siyana.
5
1 Madzimambo 22:7
Asi Jehoshafati akati, “Hapana here mumwe muporofita waTenzi watingabvunze?”