1
1 Johani 5:14
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Ruvimbo rwatinarwo naye ndorwurwu rwokuti kana tikamukumbira chii zvacho chinowirirana nokuda kwake anotinzwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
1 Johani 5:15
Kana tichiziva kuti anotinzwa pane zvose zvatinomukumbira, izvozvo ndizvo zvatinoziva nazvo kuti kana tikakumbira chinhu kwaari tatochiwana kare.
3
1 Johani 5:3-4
Kuda Mwari kunoreva kuchengeta mitemo yake uye mitemo yake hairemi nokuti mwana wose waMwari anokunda nyika.
4
1 Johani 5:12
Munhu anenge ana Mwanakomana ano upenyu anenge asina Mwanakomana waMwari haanawo upenyu.
5
1 Johani 5:13
Ndiri kukunyorerai imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti muno upenyu husingaperi.
6
1 Johani 5:18
Asi uyo akaberekwa naMwari, Mwari anomuchengetedza. Saizvozvo muipi uya haambomubatabati.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo