1
Isaya 46:10-11
Bhaibhiri Idzva rechiShona
ndakaparidza kubvira pakutanga magumiro achaita zvinhu kubvira pasi chigare zvinhu zvainge zvisati zvaitika ndichiti, “Zvandinenge ndaronga zvinotoitika chandinenge ndafunga kuita ndinotobudirira kuchiita.” Ndichadaidza kumabvazuva shiri inodya nyama munhu wokuita zvandakaronga wokunyika yokurekure. Ndini ndazvitaura uye ndichaita kuti zviitike ndini ndazvironga ndichazviita.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 46:4
kusvikira pamunochembera, ndini, kusvikira muchene musoro ndini ndinokutakurai. Ndini ndinosika, ndini ndinochengeta, ndini ndinotakura, ndini ndinonunura.
3
Isaya 46:9
rangarirai zvinhu zvaiveko chigariro nokuti inini ndini Mwari hakuna mumwe. Ndini Mwari iyeni hakuna mumwe akaita seni
4
Isaya 46:3
Chimboteererai kwandiri munzwe, imi vemba yokwaJakobho imi mose chitsama chavanhu vokwaIsiraeri chakasara, imi vandakatakura kubvira pakuberekwa kwenyu. Ndakakutakurai kubvira muchiri mudumbu
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo