1
I Johane 5:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kusatya, kwatinako kwaari, kuti kana ticikumbira cinhu nokuɗa kwake, unotinzwa
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I Johane 5:15
ɀino kana ticiziʋa kuti unotinzwa paɀose ɀatinokumbira, tinoziʋa kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.
3
I Johane 5:3-4
Nokuti ruɗo rwaMŋari ndirwo, kuti ticeŋgete mirairo yake; mirairo yake hairemi. Nokuti cinhu cipi necipi, cinoɓerekwa naMŋari cinokunda nyika; kukunda kwakakunda nyika, ndiko kutenda kweɗu.
4
I Johane 5:12
UnoMŋanakomana, unoʋupenyu; usinoMŋanakomana waMŋari, haanoʋupenyu.
5
I Johane 5:13
Ndakakunyorerai ɀinhu iɀi kuti mugoziʋa kuti munoʋupenyu bgusiŋgaperi, iyemi munotenda kuzita roMŋanakomana waMŋari.
6
I Johane 5:18
Tinoziʋa kuti mumŋe nomumŋe wakaɓerekwa naMŋari haaiti ɀiʋi; asi wakaɓerekwa naMŋari unoceŋgetwa naye, wakaipa haaŋgamuɓati.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo