1
Isaya 45:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicakupa fuma iri murima, noʋufumi bgakaʋanzwa panɀimbo dzisiŋgazikanwi, kuti uziʋe kuti ndini Jehova, Mŋari waIsraeri, unokuɗana nezita rako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 45:2
Ini ndicaenda pamberi pako, ndicienzanisa pasina‐kuenzana; ndicaputsaputsa mikoʋa yendarira, nokuguragura mipfigo yendarama
3
Isaya 45:5-6
Ndini Jehova, hakunomumŋe; kunze kwaŋgu hakunomumŋe Mŋari. Ndicakusuŋga ciʋuno kunyaŋge usina‐kundiziʋa; kuti ʋaziʋe kubva kumaɓuɗazuʋa nokumaʋirazuʋa, kuti hakunomumŋe kunze kwaŋgu; ndini Jehova, hakunomumŋe.
4
Isaya 45:7
Ndini ndinoʋumba ciedza, nokusika rima; ndinoita rugare, nokusika njodzi; ndini Jehova, unoita ɀinhu iɀi ɀose.
5
Isaya 45:22
Tarirai kwandiri muponeswe, imi matiʋi ose enyika; nokuti ndini Mŋari, hakunomumŋe.
6
Isaya 45:1
Ɀanzi naJehova kumuzodzwa wake, kunaKoreshi, wandakaɓata ruʋoko rwake rworudyi, kuti ndikunde marudzi aʋanhu pamberi pake, ndicisunuŋgura ɀiʋuno ɀamadzimambo, ndimuzarurire mikoʋa pamberi pake, namasuʋo arege kuzarirwa
7
Isaya 45:23
Ndakapika neni ndimene, shoko raɓuɗa mumuromo maŋgu nokururama, hariŋgadzoki, kuti mabvi ose acandifugamira, marimi ose acapika neni.
8
Isaya 45:4
Nokuɗa kwaJakobo muranda waŋgu, nokwaIsraeri musanaŋgurwa waŋgu, ndakakuɗana nezita rako, ndakakutumidza zita rakanaka, kunyaŋge wakaŋga usiŋgandiziʋi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo