1
Johane 19:30
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakati agamucira vinega, akati: Ɀapera! akakotamisa musoro wake, akapa Mŋari mŋeya wake.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Johane 19:28
Shure kwaiɀoɀo, Jesu wakati aciziʋa kuti ɀose ɀapera, kuti Rugwaro ruitike, akati: Ndinenyota.
3
Johane 19:26-27
Ɀino Jesu wakati aciʋona mai ʋake, nomudzidzi waaiɗa, amire’po, akati kunamai ʋake: Mai, tarirai, mŋanakomana wenyu. Ipapo akati kumudzidzi: Tarira mai ʋako. Kubva paŋguʋa iyo mudzidzi akaʋatora, akaʋaisa kumba kwake.
4
Johane 19:33-34
asi ʋakati ʋaciȿika kunaJesu, ʋaciʋona kuti watofa hake, haʋana‐kuvuna makumbo ake, asi mumŋe murwi wakaɓaya rutiʋi rwake nepfumo, pakarepo ropa nemvura ɀikaɓuɗa.
5
Johane 19:36-37
Nokuti iɀoɀo ɀakaitwa, kuti Rugwaro ruitike, runoti: Fupa rake hariŋgavunwi. Norumŋe Rugwaro ɀe runoti: Ʋacatarira uyo waʋakabvoʋora.
6
Johane 19:17
akaɓuɗa, acitakura mucinjikwa wake, akaenda kunɀimbo yainzi, Ƌehenya, neciHeberu icinzi Gorgota
7
Johane 19:2
Ʋarwi ʋakaruka korona yeminzwa, ʋakaiisa pamusoro wake, ʋakamupfekedza ŋguʋo tȿuku
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo