Vadikanwi regai kungotenda mweya wose wose,
asi edzai mweya iyoyo
muone kuti inobva kuna Mwari here
nokuti vaporofita venhema vazhinji
vapararira nenyika.
Zvamunoziva nazvo Mweya waMwari ndezvizvi:
Mweya wose unopupura kuti,
Jesu Kristu akauya nomuviri, ndowaMwari.