Uye chinoitawo kuti vose
vakuru navaduku, vapfumi navarombo
vose vakasununguka navarandawo,
vaiswe mucherechedzo paruoko rworwudyi kana pahuma.
Zvokuti hapana anogona kutenga kana kutengesa
kunze kokunge anomucherechedzo,
zvichireva zita rechikara ichocho
kana kuti nhamba yezita racho.